NambyaQin💎 retweeted
Zimbabwe tinofa nekubadara vakomana tikushandira government tese hapana chatichasara nacho.
-Vehicle Duty 96%
-Number plates USD500
-Radio lisense USD105 a year
-Zinara USD105 a year
-Useless insurance USD105 a year
-heavy taxes
charged in forex.. no mhani !!!!!
NambyaQin💎 retweeted
I don't know who needs to hear this, but please the OFFICE BATHROOM is NOT for DEFECATING!!!
NambyaQin💎 retweeted
If you earn $500 & save $200(40%) per month, you need TWO & HALF YEARS to get $6k inokwana good car ne rebate. 3-4 YEARS kana usina rebate. Kanyika kakaora aka 💔😭
NambyaQin💎 retweeted
Bro freedom yandinayo kuden kwaTezvara vangu 😂😂😂. Ndinosvika ndotongoisa doro rangu mufridge apa hapana kana munhu 1 anomwa doro, ndobva ndapihwa remote hanzi baba Zuva vanoda bhora vasiyei vatsvage ravarikuda kuona. Haaaa, "takabatwa zvakanaka."
NambyaQin💎 retweeted
It’s 2026/2027 why aren’t tv remotes controllers chargeable ? Why am I still buying batteries ?
NambyaQin💎 retweeted
Find yourself a wife who is always in the mood for sex and unoona kuti chi game che marriage chinofaya ichi
NambyaQin💎 retweeted
Rest in peace Mhofu♥️,, hapashaikwe mhofu afa somewhere nemahuriro avanoita vanhu ava 🤭🤭🤣
NambyaQin💎 retweeted
Saka vakadzi vanoda kungoroorwa, havadi maduties anouya nekuroorwa, havadi kusubmitter just " Becoming Mrs Mabharangizha" and vibes ....must be nice 🤣🤣🤣
NambyaQin💎 retweeted
Paying salaries on the 30th or 31st is a major red flag for any organisation or business.

























